KwaunobvaDuramazwiKkwasha

Duramazwi

kwasha

vima

Zvinoreva

Kukwasha kuvhima mhuka musango. Kuti unzi uri murume kare, waifanira kundokwasha nyama musango.

1

Kukwasha kuvhima mhuka musango. Kuti unzi uri murume kare, waifanira kundokwasha nyama musango.

Mukwasha mukuyu haapere kudyiwa.

Wakambocherechedza here ambuya vachikwazisana nemukwasha wavo, vanoita sei?

Pachivanhu hazviite kuti ambuya nemukwasha vafambe vakaererana.

2

Kukwasha kutsvaga mari kana kudya, chero pai nepai pese, zviri zvekutamburira.

Zvakafanana

vima

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwashamura

Kukwashamura kushandisa danda rakareba, riri dete, kurovesa michero kuti idonhe mumuti.

Verenga

Swipe for the next word