KwaunobvaDuramazwiKkwari

Duramazwi · zita

kwari

Zvinoreva

Kwari inzvimbo inocherwa mabwe kana zvimwewo zvicherwa.

1

Kwari ivhu kana mabwe anokosha kana asingakoshi anocherwa muvhu kazhinji anoshandiwa pakuvaka.

Zvikwari ndizvo nhopora dzanetsa kumunda kwedu.

2

Kwari ivhu kana mabwe anokosha kana asingakoshi anocherwa muvhu kazhinji anoshandiwa pakuvaka.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwaru kwaru

Kuti kwaru kwaru kuchera pasi zvishomashoma, zvisina kudzika.

Verenga

Swipe for the next word