KwaunobvaDuramazwiKkwasa kwasa

Duramazwi · zita

kwasa kwasa

Zvinoreva

Rudzi rwemumwe mumhanzi zvese nematambirwo awo.

1

Rudzi rwemumwe mumhanzi zvese nematambirwo awo.

Kwasa kwasa matambiro ekuti munhu anenge achizvimonamona zvikuru muchiuno umu.

Kwasa kwasa mangoma anoridzwa zvikuru nevemimhanzi vanobva kunyika dziri nechapakati kweAfrika.

2

Kwasa kwasa mangoma anoridzwa zvikuru nevemimhanzi vanobva kunyika dziri nechapakati kweAfrika.

3

Kwasa kwasa matambiro ekuti munhu anenge achizvimonamona zvikuru muchiuno umu.

4

Urwu rudzi rwechichari chinomonerwa muchiuno nemadzimai, chine tambo tambo dzekuti kana munhu achifamba dzinenge dzichitamba-tamba.

Zvine chekuita

rumba

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwasha

Kukwasha kuvhima mhuka musango. Kuti unzi uri murume kare, waifanira kundokwasha nyama musango.

Verenga

Swipe for the next word