Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kumhanya.
Rumba musambo wemhanzi wakapararira kubva nechekumabvazuva kweAfrica nepakati payo, unoridzwa magitare, ngoma, hosho nemabhosvo.
Kumhanya.
Vamwe vanonyara kutamba rumba nokuti inonyanya kutambiswa mu chiuno.

Gurumba muti unoita chiguri pasi, icho chinoshandiswa kuuraya hove kana kuita sipo.
Rumba musambo wemhanzi wakapararira kubva nechekumabvazuva kweAfrica nepakati payo, unoridzwa magitare, ngoma, hosho nemabhosvo.
Vamwe vanonyara kutamba rumba nokuti inonyanya kutambiswa mu chiuno.
Rumba musambo wemhanzi wakapararira kubva nechekumabvazuva kweAfrica nepakati payo, unoridzwa magitare, ngoma, hosho nemabhosvo.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rumbidza
adore
VerengaSwipe for the next word