KwaunobvaDuramazwiMmanya

Duramazwi

manya

run

Zvinoreva

Kudzvanya nenzira yesimba kuitira kufamba (to run).

1

Kudzvanya nenzira yesimba kuitira kufamba (to run).

Kunonokera chinhu kuchirega kuchiita nguva yazvinokwanisika ichipo, wozoda kuzomanya-manya nguva yapera.

Ndepo ndamukunda pamakwikwi okumanya.

Kuti tsi-i kumira nekukasika kwechinhu changa chichimanya, sezvingaita motokari.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manyada

Manyada inzvimbo inosara hwasha chete panenge pakabva mazino.

Verenga

Swipe for the next word