Duramazwi02 / 03kumhepoKumhepo kwako idivi riri kubva nemwando uchiuya nekwauri. Unogumha chimuti chine unye chiri kumhepo kwako, uchavabwa.Verenga→