KwaunobvaDuramazwiKkumhepo

Duramazwi · zita

kumhepo

Zvinoreva

Kumhepo kwako idivi riri kubva nemwando uchiuya nekwauri. Unogumha chimuti chine unye chiri kumhepo kwako, uchavabwa.

1

Kumhepo kwako idivi riri kubva nemwando uchiuya nekwauri. Unogumha chimuti chine unye chiri kumhepo kwako, uchavabwa.

Uyu munhu anopira mashoko kune vari kumhepo, panenge pachipirwa midzimu.

Kumhepo kunyikadzimu kunonzi ndiko kunogara vashakabvu.

Bepo izwi rinopihwa kumhepo yakawanda uye yakasimba.

2

Kumhepo kunyikadzimu kunonzi ndiko kunogara vashakabvu.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kumhina

Kufamba nenzira inonetesa yeruzivo (to limp).

Verenga

Swipe for the next word