Duramazwi01 / 03kumhepoKumhepo kwako idivi riri kubva nemwando uchiuya nekwauri. Unogumha chimuti chine unye chiri kumhepo kwako, uchavabwa.Verenga→
Duramazwi03 / 03kumikidzaKukumikidza kupa kana kusvitsa chimwe chinhu zviri pamutemo kuvaridzi vacho kana kuvamwe vachachishandisa.Verenga→