KwaunobvaDuramazwiMmhara

Duramazwi

mhara

gazelle

-mata

Zvinoreva

Kumhara kumira pasi kana pamuti kunoita zvinobhururuka. Pakamhara ndege vanhu vaive vakamirira hama dzavo dzaiburuka vakabva vatanga kudongorera vese vaiburuka.

Mhara imhuka diki yemusango yakatsvukuruka, inofamba nedzimwe dziri chikwata.

1

Vavhimi vakazodzoka kudzimba vabipityura mhara nemhembwe.

Unyunyu tumbuyu tudikidiki tunowanzo-mhara pazvinhu zvaora kana pamiti.

2

Kana munhu aisimboita manyawi achinzi amhara anenge ava pachinhanho chokuti haachagoni kuenderera achiita zvaaisiita.

3

Mhara imhuka diki yemusango yakatsvukuruka, inofamba nedzimwe dziri chikwata.

Vavhimi vakazodzoka kudzimba vabipityura mhara nemhembwe.

Mhara imhuka diki yemusango yakatsvukuruka, inofamba nedzimwe dziri chikwata.

Nhamo ndimuuyandega semhanza kumhara mumusoro.

Zvakafanana

-mata

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mharadza

Mharadza ihari yedoro yokupedzisira kunwiwa panhimbe kana pamutambo.

Verenga

Swipe for the next word