KwaunobvaDuramazwiMmharadzamusasa

Zvinoreva

Ichi chiitiko chekupedzisira pane zvimwe zvose zvanga zvichiitwa zvakaunganirwa navanhu.

1

Iri idoro rinogoverwa vanhu pekupedzisira kana vari panhimbe kana pamutambo. Vapedza kunwa mharadzamusasa, vanhu vakaenda kudzimba dzavo.

2

Zvakafanana

mharadzano · chidzungudza · mharadza · chiparadza · chisaino

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word