KwaunobvaDuramazwiMmharadzano

Duramazwi · zita

mharadzano

intersection

mharirano

Zvinoreva

Mharadzano ndepanosiyana nzira, imwe yonanga kumwe, imwe kwayowo.

1

Mharadzano ndepanosiyana nzira, imwe yonanga kumwe, imwe kwayowo.

Mharadzano ndepanosiyana nzira, imwe yonanga kumwe, imwe kwayowo.

Mota mbiri dzakarova pamharadzano yenzira.

2

Mharadzamusasa.

Zvakafanana

mharirano

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mharadzi

Mharadzi munhu anokonzera kusawirirana pakati pevanhu vambenge vachiwirirana.

Verenga

Swipe for the next word