KwaunobvaDuramazwiMmharadzi

Duramazwi · zita

mharadzi

musereri

Zvinoreva

Mharadzi munhu anokonzera kusawirirana pakati pevanhu vambenge vachiwirirana.

1

Mharadzi munhu anokonzera kusawirirana pakati pevanhu vambenge vachiwirirana.

Mharadzi munhu anokonzera kusawirirana pakati pevanhu vambenge vachiwirirana.

Nyamharadzi makwenzi anoshandiswa kuti vanhu vanga vachiwirirana vavengane.

Umharadzi mweya wekupunza nokuda kukanganisa zvakazvinakira, kuri kuda kuti vanonzwanana vavengane.

Zvakafanana

musereri

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mharakuta

Mharakuta imhuka ine rukanda nemavara zvinoyevedza. Mbizi imharakuta inokunda dzose.

Verenga

Swipe for the next word