Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iyi ihari yedoro yokupedzisira inopuwa vanhu vanga vachiita basa, vasati yapararira.
1
Iyi ihari yedoro yokupedzisira inopuwa vanhu vanga vachiita basa, vasati yapararira.
Kana munhu akatandira ngozi anenge aigadzira zvinoidzinga kuti irege kuramba ichiparadza mhuri kana hama dzake.
Zvakafanana
madzande · mharadzamusasa · chisaina
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiparo
Chiparo mudziyo wakapafamara unobatika muchanza uchishandiswa kukwengesa makoko mupoto.
VerengaSwipe for the next word