KwaunobvaDuramazwiCchipasa

Duramazwi · zita

chipasa

Zvinoreva

kanoita maruva anoyevedza eruvara rwebhuruu, uye kanowanikwa munzvimbo dzinogara dzakanyorova.

Chipasa kumusoro wepfumo kana kwemuseve kwakatesva uye kwaunobaya nako.

1

2

3

Zvipasa zvimuti kana zvimwewo zvakatwasanuka zvinoshandiswa kutsigira gumbo kana washodoka kana kuvhunika.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word