KwaunobvaDuramazwiCchipara

Duramazwi · zita

chipara

Zvinoreva

Sikindo.

1

Sikindo.

Kubvinha chinhu kuchipara nemudziyo wakagomara, chosara chisina kutsetseka.

Mbatwa munhu anenge atowanikidzwa achipara mhosva akabatwa. Mbavha imbatwa.

Kana huku ichipara pasi inenge ichitsvaka chikafu muvhu ichiteta netsvaratsvata dzayo.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiparadza

Iyi ihari yedoro yokupedzisira inopuwa vanhu vanga vachiita basa, vasati yapararira.

Verenga

Swipe for the next word