Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ichi chinhu chese chokudya chinodyiwa chakaomeswa.
Mhangidzaguva.
1
Ichi chinhu chese chokudya chinodyiwa chakaomeswa.
Chipapata chenyama yakabikwa chinonaka.
2
Ichi chingwa chakaomarara chinobikwa chisina mbiriso.
3
Mhangidzaguva.
Chipapata chenyama yakabikwa chinonaka.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chipara
Sikindo.
VerengaSwipe for the next word