KwaunobvaDuramazwiCchipapadzungu

Duramazwi · zita

chipapadzungu

Zvinoreva

Uku kuita zvinhu munhu achingokurumidza asi asingambofungi kuti zvaari kuita zvacho zvichamusvitsa kupi.

1

Kana mutyairi achinzi ari kuita chipapadzungu zvinoreva kuti anenge achimhanyisa motokari zvakanyanya.

2

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipaparadzungu

concussion

Verenga

Swipe for the next word