KwaunobvaDuramazwiCchipanga

Zvinoreva

Chipanga kudivi kunocheka nako nebanga kana rereza.

1

Chipanga kudivi kunocheka nako nebanga kana rereza.

Chipanga kashinha kanotanga kubuda mudzinde rechibage, kachizokura kufuvhurura nokuita hupi.

Chipanga kudivi kunocheka nako nebanga kana rereza.

Kana uchipanga chinhu unenge uchichida zvikuru, nokuti unenge wava nenguva usati wachidya, kuchiona kana kuchiita.

2

Chipanga kashinha kanotanga kubuda mudzinde rechibage, kachizokura kufuvhurura nokuita hupi.

Zvakafanana

urodze · upanga

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipani

Chipani imombe dzinenge dzakasungwa pamwe chete dzichirimiswa.

Verenga

Swipe for the next word