Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chipandwa chinhu chidiki chaunoona kana kunzwa, chinoita kuti upedzisire waziva kana kunzwisisa kana kuwana zano.
Chipandwa kasadza kadiki kaunosiyira mwana mudiki waunenge uchidya naye mundiro kuti agopedzisa.

Mbavha yakasiya chipandwa cheshangu yayo.

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chipanera
Uyu mudziyo wesimbi unoshandiswa kusunga kana kukumurisa mabhaudhi.
VerengaSwipe for the next word