Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chipani imombe dzinenge dzakasungwa pamwe chete dzichirimiswa.
1
Chipani imombe dzinenge dzakasungwa pamwe chete dzichirimiswa.
Vane mombe dzavo zvavo vanotorima nezvipani zviviri zviviri panguva imwe chete.
Chipani imombe dzinenge dzakasungwa pamwe chete dzichirimiswa.
Forosi imwe yemombe mbiri dzinenge dzichitungamirira pamberi dzakasungwa pachipani, iyo iri kurudyi.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chipapadzungu
Uku kuita zvinhu munhu achingokurumidza asi asingambofungi kuti zvaari kuita zvacho zvichamusvitsa kupi.
VerengaSwipe for the next word