Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chipanda idoro rinobikwa norukweza kana mhunga.
Chipanda imbambo kana chipikiri chinorovererwa kumadziro kuti muzoturika migoti.
Chipanda iroora rinobviswa nehanzvadzikomana riri

Mwoyo chipanda chaunoda unoturika.

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chipande
Nhova kana chirwere chenhova.
VerengaSwipe for the next word