KwaunobvaDuramazwiUupanga

Zvinoreva

Upanga ndepano-cheka pebanga, chisvo kana zvimwewo.

1

Upanga ndepano-cheka pebanga, chisvo kana zvimwewo.

Upanga ndepano-cheka pebanga, chisvo kana zvimwewo.

Kupanga kupa mazano kunowanzoitwa nevanhu vakuru kuvana vadiki.

Kubongoka kupanga chimwe chinhu chokudya kana kuti chokunwa.

Zvakafanana

chipanga · urodze

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uparadzi

Uparadzi kukanganisa vanhu vanenge vachiwirirana, uchiita kuti vavengane.

Verenga

Swipe for the next word