KwaunobvaDuramazwiZzino

Duramazwi · zita

zino

fang · tooth

dinyo

Zvinoreva

Zino ndiro rinotsenga kana kuruma zvinhu mumukanwa.

1

Zino ndiro rinotsenga kana kuruma zvinhu mumukanwa.

Kungoti zino irema rinongosekerera wese wese chero newarisingade asi mumoyo ndimo munhu maanoziva ukama hwake newe.

Zino irema rinosekerera varisingadi.

Zino irema rinosekerera anorivenga.

2

Kana munhu achinzi ane zino kureva kuti zino rake rinenge richimurwadza.

3

Zino kudivi komuchinjiziri wechigero kana banga kwachinocheka nako.

Zvakafanana

dinyo

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zinyachoga

Zinyachoga zigudo ziguru rinenge rarauka kubva muboka ramamwe richifamba roga.

Verenga

Swipe for the next word