Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uparidzi kuverenga bhaibheri nokududzira zvarinoreva.
1
Uparidzi kuverenga bhaibheri nokududzira zvarinoreva.
Uparidzi kuverenga bhaibheri nokududzira zvarinoreva.
Muparidzi munhu anotaura nekudzidzisa shoko raMwari kuvanhu mudzichechi kana mudzimwewo nzvimbo dzinounganwa.
Kana vatendi vachiti hameni vanenge vachiratidza kugutsikana nezviri kuparidzwa, uye vachikurudzira muparidzi kuti aenderere mberi.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03upengo
Upengo ihasha dzinozvionesa nokupopota uye kuda kurwa zvakapindiridza.
VerengaSwipe for the next word