Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uparadzi kukanganisa vanhu vanenge vachiwirirana, uchiita kuti vavengane.
1

Muparadzi munhu anokanganisa zvinhu zvanga zvichifamba zvazvo zvakanaka.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03uparidzi
Uparidzi kuverenga bhaibheri nokududzira zvarinoreva.
VerengaSwipe for the next word