Duramazwi · zita
upamhi
breadth · width
Duramazwi · zita
breadth · width
Upamhi upimo hwekufara kana kutetepa kunenge kwakaita chinhu.
Upamhi upimo hwekufara kana kutetepa kunenge kwakaita chinhu.
Makumbo edhadha ane upamhi kupinda ehuku.
Yadhi chipimo cheurefu, udzamu kana upamhi hwechinhu, chinoita mafiti matatu.
Kana chinhu chakaita mukwasva chinenge chakarebunuka chisina upamhi hunoonekera.
Duramazwi
01 / 03upandu
Upandu maitiro akaipa anoitwa nemunhu asingapindirani nezvinotarisirwa munyika kana munzvimbo iyoyo.
VerengaSwipe for the next word