Duramazwi · zita
upenyu
expressive · life · lifeless · lifesaver
Duramazwi · zita
expressive · life · lifeless · lifesaver
Upenyu kurarama kwezvinofema.
Upenyu kurarama kwezvinofema.
VaMunarwo vaiva nebarika, asi mhuri yavo yairarama upenyu hweumambo.
Upenyu hwatigere nhasi ndiani muchinyakare aiziva kuti tichahugara?
Upenyu zvinhu zvaunoona nekusangana nazvo pakurarama kwako.
Upenyu ikurauone chokwadi nokuti zvimwe zvinhu zvinoitikaka, zvinonetsa kutsanangura!
Duramazwi
01 / 03upenyu hwaAbhigairi
fairy
VerengaSwipe for the next word