KwaunobvaDuramazwiMmhenyu

Duramazwi

mhenyu

living · alive

Zvinoreva

Ichi chipauro chemipanda 9 ne10 chinoreva kuti chinhu chiri kutaurwa chichiri kurarama.

1

Ichi chipauro chemipanda 9 ne10 chinoreva kuti chinhu chiri kutaurwa chichiri kurarama.

Kana dai vaizotinzwa ini ndaizongovanakurira nyoka mhenyu.

Apo iye zvino Tadiwa naBatakue vainge vosundidzirana nyoka mhenyu, handiti kangoma kanorira kachiti kwangu kwangu.

Kana munhu akakunakurira nyoka mhenyu anenge achikupomedzera mhosva yausina kupara.

Zvakafanana

penyu

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word