Duramazwi · zita
mheni
lightning
rupangorukore
Duramazwi · zita
lightning
Mheni kupenya nekurira kunoitika kana mvura ichinaya. _Mombe dzakarohwa nemheni dziri pazasi pemuti._
Mheni kupenya nekurira kunoitika kana mvura ichinaya. _Mombe dzakarohwa nemheni dziri pazasi pemuti._
Mvumi ihore yomudenga inenge ichitaridza kuti ichanaya ichiita mheni chaizvo.
Kana kwati vai kunenge kwaonekwa chiedza chichibva chadzima pakarepo, sezvinoita mheni.
Kuti vare kuita chiedza chakajeka, chinoonekwa kamwe chobva chadzima, sezvinoita mheni.
rupango · rukore
Duramazwi
01 / 03mhenya
Mhenya musikana akanaka chaizvo pachiso.
VerengaSwipe for the next word