KwaunobvaDuramazwiRrufu

Zvinoreva

Rufu kushaya kana kuzorora kunenge kwaita munhu, apererwa noupenyu.

1

Rufu kushaya kana kuzorora kunenge kwaita munhu, apererwa noupenyu.

Tadiwa akaona kuti chokwadi nyadzi dzinokunda rufu.

Akavamba kuchema, apa akanga asisiri kuchema rufu rwemurume wake.

Wakambocherechedzawo here kuti rufu haruna zera kana nguva.

Zvakafanana

nhamo · njodzi · ndiroyemakono · Ndufu

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rufundiso

Rufundiso mashoko eruzivo aunoudzwa nemunhu.

Verenga

Swipe for the next word