Duramazwi · zita
njodzi
disaster · hazard · peril · danger; accident
Duramazwi · zita
disaster · hazard · peril · danger; accident
Njodzi idambudziko kana tsaona inenge yawira munhu kana vanhu.
Njodzi idambudziko kana tsaona inenge yawira munhu kana vanhu.
Unofanira kutsananguro zviri kukonzera kuti njodzi dzipedze vanhu mumigwagwa chii uye kupawo mazano angatevedzwa kupedza njodzi idzi.
Kana munhu achigara upenyu hwerugarahomba anenge achirarama nezvinhu zvine njodzi.
Aya maitiro omunhu okutiza njodzi achiita zvokuti akafamba zvishoma obva ombovanda.
Duramazwi
01 / 03njokoka
Kunjokoka kurira kwesimbi dzinenge dziri mumudziyo wesimbi.
VerengaSwipe for the next word