KwaunobvaDuramazwiNnjokotedza

Duramazwi

njokotedza

Zvinoreva

Kunjokotedza kungosiya midziyo yakangopararira pose pose, uchiratidza kuti hauna hanya nayo.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

njokoto

Kuti midziyo njokoto kuikanda pasi zvisina hanya, yosara yakangopararira pasi. Ndiro nezvipunu zvakanzi njokoto mumba yokubikira.

Verenga

Swipe for the next word