Duramazwi · zita
tsaona
accident · crash
Duramazwi · zita
accident · crash
Tsaona injodzi inowira vanhu vasingazvifungiri. Tsaona zhinji dzomumugwagwa dzinokonzerwa nevanhu vanochaira motokari vakatora zvinodhaka.
Tsaona injodzi inowira vanhu vasingazvifungiri. Tsaona zhinji dzomumugwagwa dzinokonzerwa nevanhu vanochaira motokari vakatora zvinodhaka.
Vezvitupa vanoda kuti uvaratidze ganzva risingabvi, kuitira kuti uzozikanwa kana ukaita tsaona ukafa.
Uyu murume wekuchaira akadhakwa ndiye wekurenga tsaona iyi.
Kana pakaita muzhandwa panenge paita tsaona yekuti panofa vanhu vakawanda.
tsingahaioni
Duramazwi
01 / 03tsapata
Tsapata rukukwe rwasakara zvikuru.
VerengaSwipe for the next word