Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuti dhiriri musindo mukuru unonzwika panowondomoka imba kana kuti panotinhira mvura.
Dhiriri kufambisa muviri zvine urongwa nechinangwa chokuusimbisa, kazhinji muchitofora makawanda.

Dhayomondi chicherwa chakaoma kudarika zvimwe zvicherwa zvose chinovaima uye chinoshandiswa kugadzira madhiriri nezvishongo.

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhiritsa
Kana vanhu vachidhiritsa chivakwa vanenge vachichipwanya. Mabhiridha ainge atadza kuvaka akatanga kudhiritsa zvakare chivakwa.
VerengaSwipe for the next word