Duramazwi
Zvinoreva
Kudhiri vhara kuendesa zvinhu zvatengwa kana zvahodhewa kumuridzi wazvo.
1
Kudhiri vhara kuendesa zvinhu zvatengwa kana zvahodhewa kumuridzi wazvo.
Kana munhu achidhirivhara tsamba anenge achidziendesa kuvaridzi vadzo zvichienderana nekero inenge iri patsamba dzacho.
Iri ibhuku rinofamba nemunhu anenge achidhirivhara zvinhu, rinenge rine mazita nekero dzevanhu vanenge vachizviendeserwa.
2
Kana munhu achidhirivhara tsamba anenge achidziendesa kuvaridzi vadzo zvichienderana nekero inenge iri patsamba dzacho.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhiriza
Kana uchidhiriza mombe dzakasungwa pajoki unenge uchiita kuti dzidzokere kumashure.
VerengaSwipe for the next word