Duramazwi
-svitsa
Zvinoreva
Kuendesa chimwe chinhu kunhu kuchitora nokundochitsveta ikoko.
1
Kuendesa chimwe chinhu kunhu kuchitora nokundochitsveta ikoko.
Havashandi asi vanokwanisa kuendesa vana vavo kuchikoro uye kuyunivhesiti vachityairi motokari yavo.
Tikaendesa zvose tinodzoka takabata maoko chete.
Tererai: Kana zvakadaro nyangwe nhumbi dzatichaendesa kumusha kuti dzindogoverwa vanhu musi wenhaka hatiendesi dzose.
2
Kana munhu achinzi akaendesa mwana kuchikoro ndiye anenge akamubhadharira nokumupa zvikwanisiro kuchikoro.
Zvakafanana
-svitsa
Mamwe mazwi ane E
EDuramazwi
01 / 03endesera [-yendesera]
Kana ukaendesera munhu chinhu unenge wamutakurira chinhu chacho uchi-ndochiisa paanoda kuti chiiswe.
VerengaSwipe for the next word