KwaunobvaDuramazwiEendesera [-yendesera]

Duramazwi

endesera [-yendesera]

Zvinoreva

Kana ukaendesera munhu chinhu unenge wamutakurira chinhu chacho uchi-ndochiisa paanoda kuti chiiswe.

1

Kana ukaendesera munhu chinhu unenge wamutakurira chinhu chacho uchi-ndochiisa paanoda kuti chiiswe.

Ndakazomuendesera nhumbi dzake kuchiteshi nemotokari nokuti dzanga dzichirema.

2

Kana ukaendesera munhu chinhu unenge wapa mumwewo munhu kuti andomupa.

Mamwe mazwi ane E

E

Duramazwi

01 / 03

eneka

Kuchovha nenzira yeruzivo kure.

Verenga

Swipe for the next word