KwaunobvaDuramazwiEenga

Duramazwi

enga

Zvinoreva

Kuchachadza.

Kukwanisa kuchenura chinhu nenzira yerubatsiro.

1

Kuchachadza.

Kuenga-enga kuita masaisai, sezvinoita mvura iri mudziva kana ichisundwa nemhepo.

Kuti enga enga kugara kunoita chinhu pamusoro pemvura chisinganyuri.

Kuenga-enga kufamba-famba kubva kune rimwe divi kuenda kune rimwe, kunoita zvinhu zvakaita semvura yakatakurwa mumudziyo.

2

Mamwe mazwi ane E

E

Duramazwi

01 / 03

enga enga

Kuti enga enga kugara kunoita chinhu pamusoro pemvura chisinganyuri.

Verenga

Swipe for the next word