Duramazwi
Zvinoreva
Kuengaira kuzara mvura mumaziso kunoita munhu ava kuda kuchema.
Kuengaira kutamba-tamba kunoita mvura, kana zvimwewo zvakaita mvuramvura, zvakai-

Kana munhu achizengaira anenge ane maitiro anotaridza kuti tsika dzake hadzina kunaka.
Kunengaira kufamba pamusoro pechinhu chakaita sedanda wakadhadhanura maoko ako kuti urege kuwa.
Kuengaira kuzara mvura mumaziso kunoita munhu ava kuda kuchema.
Kuengaira kutamba-tamba kunoita mvura, kana zvimwewo zvakaita mvuramvura, zvakai-
Kana munhu achizengaira anenge ane maitiro anotaridza kuti tsika dzake hadzina kunaka.
Kuengaira kuzara mvura mumaziso kunoita munhu ava kuda kuchema.
Kunengaira kufamba uchikasira-kasira, wakasimudza chiuno.
Mamwe mazwi ane E
EDuramazwi
01 / 03engerera
Kuengerera kutenderera-tenderera kwemunhu anenge a-ine zvaakamirira.
VerengaSwipe for the next word