Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ndunduma munhu kana mhuka hombe.
Kundunduma kutsamwa kwakanyanya, zvekuti munhu anoonekwa kufuta kumeso.
1

Kundunduma kuita masaisai kunoita mvura kana pane chapotserwa-mo.
2

3

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndundumwa
Kuti ndundumwa kutsamwa pakarepo, pamusana pekukanganisirwa.
VerengaSwipe for the next word