Duramazwi
viruka
-peruka-karipa
Duramazwi
Kana munhu achiviruka nehasha anenge achiratidza kutsamwa kukuru pamusoro pezvaanenge aitirwa.

-peruka · -karipa
Duramazwi
01 / 03virusa [-virutsa]
Kana ukavirusa munhu unenge waita zvinokonzera kuti aite hasha uye kuti ade kurwa.
VerengaSwipe for the next word