Duramazwi01 / 03virirwaKana munhu akavirirwa, zuva rinenge ranyura asati asvika kwaari kuenda.Verenga→
Duramazwi02 / 03virisaKuvirisa kuisa mbiriso inoita kuti zvinwiwa zvakaita sedoro nemaheu zviite kakuvavira.Verenga→
Duramazwi03 / 03virukaKana munhu achiviruka nehasha anenge achiratidza kutsamwa kukuru pamusoro pezvaanenge aitirwa.Verenga→