KwaunobvaDuramazwiVvirikira

Duramazwi

virikira

Zvinoreva

Kana chinhu chikavirikira chinenge chichigaroitika munzvimbo imwe chete.

1

Kana chinhu chikavirikira chinenge chichigaroitika munzvimbo imwe chete.

Mazuva ano umbavha huri kuvirikira saka hamufaniri kusiya nhumbi panze.

Kana munhu achivangira kumwe kunhu anenge achichivirikira kuti dai akasika kukusvika.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

virikiti

Kana munhu akati virikiti anenge achibva pakavanda, ongokaruka ava pamhene.

Verenga

Swipe for the next word