Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi akavirimirwa anenge achingoita zvinhu zvake asingazivi kuti kune zviri kuitika kune rimwe divi renyika.
1

Baba ava vakavirimirwa.
Vachiri kupfeka nhembe mukore uno.
Kana munhu achinzi akavirimirwa anenge achingoita zvinhu zvake asingazivi kuti kune zviri kuitika kune rimwe divi renyika.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03viririka
Kuva nerevo nenzira yeshungu.
VerengaSwipe for the next word