KwaunobvaDuramazwiVvirika

Duramazwi

virika

Zvinoreva

Kuvirika kupamhidzira pamusoro pezvimwe.

1

Kuvirika kupamhidzira pamusoro pezvimwe.

Kuchivirika kushanda zvine simba, munhu achiratidza kungwarira zvinhu.

Nzvirika kashiri kanonzwika kachiimba zvikuru.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

virikira

Kana chinhu chikavirikira chinenge chichigaroitika munzvimbo imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word