KwaunobvaDuramazwiVvirikiti

Duramazwi

virikiti

Zvinoreva

Kana munhu akati virikiti anenge achibva pakavanda, ongokaruka ava pamhene.

1

Kana munhu akati virikiti anenge achibva pakavanda, ongokaruka ava pamhene.

Kana munhu akati virikiti anenge achibva pakavanda, ongokaruka ava pamhene.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

virimirwa

Kana munhu achinzi akavirimirwa anenge achingoita zvinhu zvake asingazivi kuti kune zviri kuitika kune rimwe divi renyika.

Verenga

Swipe for the next word