Duramazwi
-svibirwa
Zvinoreva
Kana munhu akavirirwa, zuva rinenge ranyura asati asvika kwaari kuenda.
1
Kana munhu akavirirwa, zuva rinenge ranyura asati asvika kwaari kuenda.
Vamwe vanotovirirwa vavapo, vamwe vari munzira vachiuya kunhamo.
Takavirirwa tiri munzira, tichibva takumbira urindo pane umwe musha watakangoonawo.
Diziro inzvimbo yakahwanda kana yakadzivirirwa, kunotizirwa panguva yehondo.
2
Kana munhu akavirirwa zuva rinenge rapera achipedzisa kana kuti asati apedza zvaari kuita.
Zvakafanana
-svibirwa
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03virisa
Kuvirisa kuisa mbiriso inoita kuti zvinwiwa zvakaita sedoro nemaheu zviite kakuvavira.
VerengaSwipe for the next word