KwaunobvaDuramazwiVvirusa [-virutsa]

Duramazwi

virusa [-virutsa]

Zvinoreva

Kana ukavirusa munhu unenge waita zvinokonzera kuti aite hasha uye kuti ade kurwa.

1

Kana ukavirusa munhu unenge waita zvinokonzera kuti aite hasha uye kuti ade kurwa.

Ange akanyarara hake, asi kumukododzvora kwaakaita ndiko kwakabva kwamuvirusa nehasha.

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word