Duramazwi
-tsunga
Zvinoreva
Kumedza chinhu chakadaro.
1
Kumedza chinhu chakadaro.
Futa chidimbu chimwe chete chenyama chena inonyiminya, isiri yemunyepfu kana magodo.
Kuchikichira mafuta pamuviri kuazora uchiwanza zvekuti unosara wonyiminya.
Kana munhu akanzi aminya kureva kuti ashatirwa zvikuru pamusoro pezvinenge zvichiitika.
2
Kusvada.
3
Kuminya kushingirira kuita chimwe chinhu.
4
Kana basa rakaminya rinenge rakawandisa.
5
Kuminya kuwandisa kwevanhu kana mota panzvimbo imwe chete.
6
Kana munhu akanzi aminya kureva kuti ashatirwa zvikuru pamusoro pezvinenge zvichiitika.
Zvakafanana
-tsunga
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03minyangwe
Minyangwe rudzi rwebundo rinoita tuminzwa twakawawanda uye rinomera munzvimbo makawanda jecha, uyezve rinogona kushandiswa somutsvairo.
VerengaSwipe for the next word