Duramazwi
Zvinoreva
Kuminyuka kupesana kwemapfupa emuviri kana munhu akuvara, adonha kana kuti arohwa.
1
Kuminyuka kupesana kwemapfupa emuviri kana munhu akuvara, adonha kana kuti arohwa.
Kuminyuka kupesana kwemapfupa emuviri kana munhu akuvara, adonha kana kuti arohwa.
Kuti ningu kuminyuka panzvimbo dzinosangana magodo emuviri, pakaita sepabvi.
Kutsukunuka kuminyuka kana kushodoka kweruoko kana gumbo.
Zvakafanana
-nika · svodogoka · -ninguka · -ninga
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03minyura
Kuminyura magodo kuapesanisa kana kuasvodogara panzvimbo paanosangana, sezvakaita pagokora kana pachitsitsinho.
VerengaSwipe for the next word